Job 13:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndirwo ʋo rucaʋa ruponeso rwaŋgu, Kuti munhu usiŋgatendi Mŋari haaŋgaȿiki pamberi pake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo, uku ndiko kuchava kuponeswa kwangu, nokuti hakuna munhu asingatendi Mwari achasvika pamberi pake!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvi ndizvo zvichandinunura nokuti munhu asiri munamati haangaiti chivindi chokuenda pana Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndirwowo ruchava ruponeso rwangu, Kuti munhu asingatendi Mwari haangasviki pamberi pake.
Shona 2009?
Ndirwowo ruchava ruponeso rwangu, Kuti munhu asingatendi Mwari haangasviki pamberi pake.
Shona SUB 2002 Bible
Ndirwowo ruchava ruponeso rwangu, Kuti munhu asingatendi Mwari haangasviki pamberi pake.