Job 13:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munotoŋga ɀinhu ɀinoʋaʋa pamsoro paŋgu, Munondidyisa nhaka yeɀakaipa ɀoʋujaya bgaŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti munonyora zvinhu zvinovava pamusoro pangu, uye munondigarisa nhaka yezvivi zvoujaya hwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munonyora imi zvinorwadza pamusoro pangu muchiita kuti zvandakatadza ndichiri mudiki zvindipfukire.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munotonga zvinhu zvinovava pamusoro pangu, Munondidyisa nhaka yezvakaipa zvoujaya hwangu;
Shona 2009?
Munotonga zvinhu zvinovava pamusoro pangu, Munondidyisa nhaka yezvakaipa Zvujaya hwangu;
Shona SUB 2002 Bible
Munotonga zvinhu zvinovava pamusoro pangu, Munondidyisa nhaka yezvakaipa zvoujaya hwangu;