Job 13:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ndakafanana necinhu cakaʋora cinopera, Seŋguʋo yapedzwa neɀiʋundudzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Saizvozvo munhu anopera kufanana nechinhu chakaora, senguo yakadyiwa nezvipfukuto.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anosakara sechinhu chavakuora semvemve rinodyiwa nezviundudzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange ndakafanana nechinhu chakaora chinopera, Senguo yapedzwa nezviundudzi.
Shona 2009?
Kunyange ndakafanana nechinhu chakaora chinopera, Senguvo yapedzwa nezvifusi.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe ndakafanana nechinhu chakaora chinopera, Senguo yapedzwa nezviundudzi.