Job 13:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, ndinoɗa kutaura noWamasimba ose, Ndinoɗa kuɀiɗaʋirira kunaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ndinoshuva kutaura naWamasimba Ose nokuzvidavirira mhaka yangu kuna Mwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chandingade ini, kutaura naiye Samasimba, chandinoda ini, kuzvidavirira mhosva yangu pana Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, ndinoda kutaura nowaMasimbaose, Ndinoda kuzvidavira kuna Mwari.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, ndinoda kutaura nowaMasimbaose, Ndinoda kuzvidavira kuna Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, ndinoda kutaura nowaMasimbaose, Ndinoda kuzvidavira kuna Mwari.