Job 13:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munoɗa kuʋa nehanya naye here? Munoɗa kurwira Mŋari kanhi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mungamuitira rusaruro here? Mungarwira Mwari here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mavakutoita zvechizivano naye nhai, ndimi mava kureverera Mwari pamhosva yakeka imi?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munoda kuva nehanya naye here? Munoda kurwira Mwari kanhi?
Shona 2009?
Munoda kuva nehanya naye here? Munoda kurwira Mwari kanhi?
Shona SUB 2002 Bible
Munoda kuva nehanya naye here? Munoda kurwira Mwari kanhi?