Job 14:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu wakaɀarwa nomukadzi Unamazuʋa mashoma, azere nokutambudzika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Munhu akazvarwa nomukadzi ane mazuva mashoma azere nokutambudzika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu akaberekwa nomunhukadzi mazuva ake mashoma, uye azere nenhamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu akazvarwa nomukadzi Anamazuva mashoma, azere nokutambudzika.
Shona 2009?
Munhu akazvarwa nomukadzi anamazuva mashoma, azere nokutambudzika.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu akazvarwa nomukadzi Anamazuva mashoma, azere nokutambudzika.