Job 14:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi munhu unofa, akaparara hake; Ɀirokwaɀo munhu unorega kufema, ɀino uripiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi munhu anofa agoradzikwa pasi; anofema kokupedzisira uye haazovipozve.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi munhu anofa obva aparara achiva chinhu pasina anofema femo rake rokupedzisa; anozova papiwo pakadaro?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi munhu anofa, akaparara hake; Zvirokwazvo munhu anorega kufema, zvino aripiko?
Shona 2009?
Asi munhu anofa, akaparara hake; Zvirokwazvo munhu anorega kufema, zvino aripiko?
Shona SUB 2002 Bible
Asi munhu anofa, akaparara hake; Zvirokwazvo munhu anorega kufema, zvino aripiko?