Job 14:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa! Ƌai mucindiʋanza henyu paSheori, Mucindiceŋgeta pakaʋanda, kuȿikira hasha dzenyu dzapfuʋura, Munditemere ŋguʋa yakatarwa, yamuŋgandiraŋgarira nayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Haiwa, dai mandiviga henyu muguva chete, uye mandiviga kusvikira kutsamwa kwenyu kwapfuura! Dai chete manditarira nguva, uye ipapo mugondirangarira!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai mukangondivanza zvenyu munzvimbo yavafi, mundivige zvenyu imomo, kusvikira hasha dzenyu dzapera mugotema zvenyu nguva yokundiyeuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa! Dai muchindivanza henyu paSheori, Muchindichengeta pakavanda, kusvikira hasha dzenyu dzapfuura, Munditemere nguva yakatarwa, yamungandirangarira nayo.
Shona 2009?
Dai muchindivanza henyu paSheori, Muchindichengeta pakavanda, kusvikira hasha dzenyu dzapfuura, Munditemere nguva yakatarwa, yamungandirangarira nayo.
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa! Dai muchindivanza henyu paSheori, Muchindichengeta pakavanda, kusvikira hasha dzenyu dzapfuura, Munditemere nguva yakatarwa, yamungandirangarira nayo.