Job 14:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maizoɗana, ini ndikakupindurai; Maishuʋa ɓasa ramaʋoko enyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muchadana uye ini ndichakupindurai; muchashuva chisikwa chamakaita namaoko enyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndipo pamunozondidaidza, ini ndodavirawo munengewo moda kuona chinhu chamakasika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Maizodana, ini ndakakupindurai; Maishuva basa ramaoko enyu.
Shona 2009?
Maizodana, ini ndikakupindurai; Maishuva basa ramaoko enyu.
Shona SUB 2002 Bible
Maizodana, ini ndakakupindurai; Maishuva basa ramaoko enyu.