Job 14:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋake ʋanokudzwa iye asiŋgaɀiziʋi; Ʋanoɗeredzwa, asi iye haaʋoni ʋaciitirwa iɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana vanakomana vake vachikudzwa, iye haazvizivi; kana vakamuninipisa, iye haazvioni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vana vake vakarumbidzwa, iye haambozvizivi, vakaninipiswa haazvioni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vake vanokudzwa iye asingazvizivi; Vanoderedzwa, asi iye haaoni vachiitirwa izvozvo.
Shona 2009?
Vana vake vanokudzwa iye asingazvizivi; Vanoderedzwa, asi iye haaoni vachiitirwa izvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
Vana vake vanokudzwa iye asingazvizivi; Vanoderedzwa, asi iye haaoni vachiitirwa izvozvo.