Job 14:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ari iye nyama yake inorwadziwa, Mŋeya wake unocema mukati make.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anongonzwa kurwadza kwomuviri wake chete, agozvichema iye pachake bedzi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chaanonzwa kurwadza ndochinenge chatomusvika pamuviri pake chake kuzvichema iye pachake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana ari iye, nyama yake inorwadziwa, Mweya wake unochema mukati make.
Shona 2009?
Asi kana ari iye, nyama yake inorwadziwa, Mweya wake unochema mukati make.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana ari iye, nyama yake inorwadziwa, Mweya wake unochema mukati make.