Job 14:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko uŋgaɓuɗisa cinhu cakanaka panecakaipa? Hakuna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko angabudisa chinhu chakanaka kubva pane chakaipa? Hakuna!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani angaburitse chinhu chitsvene mune chan'ora; hapana,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko angabudisa chinhu chakanaka pane chakaipa? Hakuna.
Shona 2009?
Ndianiko angabudisa chinhu chakanaka pane chakaipa? Hakuna.
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko angabudisa chinhu chakanaka pane chakaipa? Hakuna.