Job 14:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mazuʋa ake ɀaakatarwa, mŋedzi yake yakaʋereŋgwa nemi, Makamutarira miganho yaasiŋgatenderwi kuɗarika;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mazuva omunhu akatarwa; makatema kuwanda kwemwedzi yake, mukamutarira miganhu yaasingagoni kudarika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
sokuti mazuva ake akatotemwa kuwanda kwawo? Zviri kwamuri kuti mwedzi yake mingani. Imi ndimi makamuisira migano yaasingapfuuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mazuva ake zvaakatarwa, mwedzi yake yakaverengwa nemi, Makamutarira miganho yaasingatenderwi kudarika;
Shona 2009?
Mazuva ake zvaakatarwa, mwedzi yake yakaverengwa nemi, Makamutarira miganho yaasingatenderwi kudarika;
Shona SUB 2002 Bible
Mazuva ake zvaakatarwa, mwedzi yake yakaverengwa nemi, Makamutarira miganhu yaasingatenderwi kudarika;