Job 14:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kana muti uciŋge watemŋa, kunetariro kuti ucaɓuɗa ɀe, Ʋuye kuti ɗaʋi rawo nyoro hariŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi kumuti kune tariro: Kana ukatemwa, unobukirazve, uye mabukira awo matsva haasvavi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvawo muti, une chitarisiro, ukatemwa unotungirazve. Madungirwa awo haashaiki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kana muti uchinge watemwa, kune tariro kuti uchabudazve, Uye kuti davi rawo nyoro haringaperi.
Shona 2009?
Nokuti kana muti uchinge watemwa, kune tariro kuti uchabudazve, Uye kuti davi rawo nyoro haringaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kana muti uchinge watemwa, kune tariro kuti uchabudazve, Uye kuti davi rawo nyoro haringaperi.