Job 14:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro ucaɓukira kana wanzwa kunhuwira kwemvura, Ndokuɓuɗisa mataʋi somuti muɗuku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi uchabukira pakunhuwira kwemvura ugobudisa matavi somuti uchangomera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asi kungonhuwidza mvura chete unotungira uchitoita mapazi somuti mudiki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro uchabukira kana wanzwa kunhuwira kwemvura, Ndokubudisa matavi somuti muduku.
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro uchabukira kana wanzwa kunhuhwira kwemvura, Ndokubudisa matavi somuti muduku.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro uchabukira kana wanzwa kunhuwira kwemvura, Ndokubudisa matavi somuti muduku.