Job 15:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko kunyaradza kwaMŋari hakukuriŋgani here, Neshoko rinotaurwa noʋunyoro kwauri here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, kunyaradza kwaMwari hakuna kukukwanira here, iwo mashoko manyoro akataurwa kwauri?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iwo mazwi aMwari okunyaradza aita madiki kwauri nhai, kanawo mazwi akapfava ari kutaurwa kwauri?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko kunyaradza kwaMwari hakukuringani here, Neshoko rinotaurwa nounyoro kwauri here,
Shona 2009?
Ko kunyaradza kwaMwari hakukuringani here, Neshoko rinotaurwa nounyoro kwauri here,
Shona SUB 2002 Bible
Ko kunyaradza kwaMwari hakukuringani here, Neshoko rinotaurwa nounyoro kwauri here,