Job 15:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀaunorwa naMŋari nomŋeya wako, Ucitendera mashoko akaɗai kuɓuɗa pamuromo wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvokuti unoitira Mwari hasha ugobudisa mashoko akadai kubva mumuromo mako?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvaunotovirukira Mwari nehasha kudaro uchingobvotomoka zvako kutaura?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvaunorwa naMwari nomweya wako, Uchitendera mashoko akadai kubuda pamuromo wako.
Shona 2009?
Zvaunorwa naMwari nomweya wako, Uchitendera mashoko akadai kubuda pamuromo wako.
Shona SUB 2002 Bible
Zvaunorwa naMwari nomweya wako, Uchitendera mashoko akadai kubuda pamuromo wako.