Job 15:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu wakaipa unotambudzika acirwadziwa mazuʋa ake ose, Iwo makore akatarirwa mumanikidzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu akaipa anotambudzika nokurwadziwa pamazuva ake ose, makore ose outsinye akachengeterwa iye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Upenyu hwavakaipa inhamo yoga isingaperi, munhu anobata vamwe noutsinye makore aakapiwa ndookutoverenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu akaipa anotambudzika achirwadziwa mazuva ake ose, Iwo makore akatarirwa mumanikidzi.
Shona 2009?
Munhu akaipa anotambudzika achirwadziwa mazuva ake ose, Iwo makore akatarirwa mumanikidzi.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu akaipa anotambudzika achirwadziwa mazuva ake ose, Iwo makore akatarirwa mumanikidzi.