Job 15:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Njodzi nokutambudzika ɀinomutyisa; Ɀinomukunda, samambo wakaɀigadzirira kurwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutambudzika nokurwadziwa zvinomuzadza nokutya; zvinomukunda, samambo amirira kurwisa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzvidya mwoyo nokushungurudzika kunomurwisa, samambo aronganisa hondo kuti achirwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Njodzi nokutambudzika zvinomutyisa; Zvinomukunda, samambo akazvigadzirira kurwa.
Shona 2009?
Njodzi nokutambudzika zvinomutyisa; Zvinomukunda, samambo akazvigadzirira kurwa.
Shona SUB 2002 Bible
Njodzi nokutambudzika zvinomutyisa; Zvinomukunda, samambo akazvigadzirira kurwa.