Job 15:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haaŋgabvi parima; Muraɀo womŋoto ucawomesa mataʋi ake, Ucabviswa nomŋeya womuromo waMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haangapunyuki rima; murazvo uchasvavisa mabukira ake, uye kufema kwomuromo waMwari kuchamurasira kure.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Haazokwanisa kupunyuka rima, marimi omoto achaomesa mabukira ake maruva ake achapupurutswa nemhepo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haangabvi parima; Murazvo womoto uchawomesa matavi ake, Uchabviswa nomweya womuromo waMwari.
Shona 2009?
Haangabvi parima; Murazvo womoto uchawomesa matavi ake, Uchabviswa nomweya womuromo waMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Haangabvi parima; Murazvo womoto uchawomesa matavi ake, Uchabviswa nomweya womuromo waMwari.