Job 15:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaarege kuʋimba neɀisinamaturo, aciɀinyeŋgera; Nokuti muɓairo wake ucaʋa ɀisinamaturo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ngaarege kuzvinyengera nokuvimba nezvisina maturo, nokuti haana chaachawana pakupedzisira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngaarege kuvimba nezvisina maturo achizvinyengedza. Nokuti zvisina maturo ndizvo zvichava mubayiro wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngaarege kuvimba nezvisina maturo, achizvinyengera; Nokuti mubairo wake uchava zvisina maturo.
Shona 2009?
Ngaarege kuvimba nezvisina maturo, achizvinyengera; Nokuti mubairo wake uchava zvisina maturo.
Shona SUB 2002 Bible
Ngaarege kuvimba nezvisina maturo, achizvinyengera; Nokuti mubairo wake uchava zvisina maturo.