Job 15:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo iwe unorasha kutya Mŋari, Nokukaŋganisa ʋanoɗa kufuŋga Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi munotorwisa kururuma uye munodzivisa kunamata Mwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvokuremekedza Mwari wavakuti ngazvipere uchitotadzisa anoda zvake kunamata Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo iwe unorasha kutya Mwari, Nokukanganisa vanoda kufunga Mwari.
Shona 2009?
Zvirokwazvo iwe unorasha kutya Mwari, Nokukanganisa vanoda kufunga Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo iwe unorasha kutya Mwari, Nokukanganisa vanoda kufunga Mwari.