Job 15:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko ndiwe wakataŋga kuɀarwa kanhi? Kana wakaɓerekwa makomo asati aʋa’po here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ko, ndiwe munhu wakatanga kuzvarwa here? Ko, iwe wakazvarwa makomo asati avapo here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndiwe wokutanga kuberekwa here iwe? Wakatangira makomo kuzvarwa here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko ndiwe wakatanga kuzvarwa kanhi? Kana wakaberekwa makomo asati avapo here?
Shona 2009?
Ko ndiwe wakatanga kuzvarwa kanhi? Kana wakaberekwa makomo asati avapo here?
Shona SUB 2002 Bible
Ko ndiwe wakatanga kuzvarwa kanhi? Kana wakaberekwa makomo asati avapo here?