Job 15:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe wakanzwa mano akaʋanzika aMŋari kanhi? Ndiwe woga wakaɀiwanira njere kanhi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Unoteererawo here panokurukurwa mazano aMwari? Unoti uchenjeri ndohwako woga kanhi?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvinoreva here kuti wakamboteerera padare raMwari, iwe? Saka unoti ungwaru ndohwako iwe chete nhai?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe wakanzwa mano akavanzika aMwari kanhi? Ndiwe woga wakazviwanira njere kanhi?
Shona 2009?
Iwe wakanzwa mano akavanzika aMwari kanhi? Ndiwe woga wakazviwanira njere kanhi?
Shona SUB 2002 Bible
Iwe wakanzwa mano akavanzika aMwari kanhi? Ndiwe woga wakazviwanira njere kanhi?