Job 16:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakandishamisira miromo yaʋo; Ʋakandiroʋa paɗama, ʋacindituka; Ʋanoʋuŋgana kuzorwa neni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vanoshamisa miromo yavo kuti vandiseke; vanondirova padama pakundimhura kwavo, uye vanobatana pamwe chete kuzondirwisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vanondishamira muromo kwazvo vachindituka, vachindipamhadza padama, vose vachindimukira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakandishamisira miromo yavo; Vakandirova padama, vachindituka; Vanoungana kuzorwa neni.
Shona 2009?
Vakandishamisira miromo yavo Vakandirova padama, vachindituka, Vanoungana kuzorwa neni.
Shona SUB 2002 Bible
Vakandishamisira miromo yavo; Vakandirova padama, vachindituka; Vanoungana kuzorwa neni.