Job 16:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kana makore mashoma apfuʋura, Ndicafamba nenzira yandisiŋgazodzoki ɀe nayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Makore mashoma bedzi achapfuura, ndisati ndaenda parwendo rusingadzokwi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makore mashomanana akapfuura ini ndobva ndazoenda nenzira yandisingazodzoki.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kana makore mashoma apfuura, Ndichafamba nenzira yandisingazodzokizve nayo.”
Shona 2009?
Nokuti kana makore mashoma apfuura, Ndichafamba nenzira yandisingazodzokizve nayo."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kana makore mashoma apfuura, Ndichafamba nenzira yandisingazodzokizve nayo.”