Job 16:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neni ʋo ndaigona kutaura semi; Kana mŋeya yenyu yaiʋa panɀimbo yomŋeya waŋgu, Ndaigona ʋo kuɓatanidza mashoko pamsoro penyu, Ndaikudzuŋgudzirai musoro waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Neniwo ndaigona kutaura semi, dai imi manga muri panzvimbo yangu; Ndaigona kutaura mashoko okukupikisai nokukudzungudzirai musoro wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndaigonawo kutaura sezvamunoita. Dai murimi izvozvi ndingadai ndichivirikidzanisa mazwi pamuri, ndichikudzungudzirai musoro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Neniwo ndaigona kutaura semi; Kana mweya yenyu yaiva panzvimbo yomweya wangu, Ndaigonawo kubatanidza mashoko pamusoro penyu, Ndaikudzungudzirai musoro wangu.
Shona 2009?
Neniwo ndaigona kutaura semi; Kana mweya yenyu yaiva panzvimbo yomweya wangu, Ndaigonawo kubatanidza mashoko pamusoro penyu, Ndaikudzungudzirai musoro wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Neniwo ndaigona kutaura semi; Kana mweya yenyu yaiva panzvimbo yomweya wangu, Ndaigonawo kubatanidza mashoko pamusoro penyu, Ndaikudzungudzirai musoro wangu.