Job 16:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndiŋgaɗai ndaikusimbisai nomuromo waŋgu, Nokuʋaraidza kwemiromo yaŋgu kwaikuremudzai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi muromo wangu waizokukurudzirai: kunyaradza kunobva pamuromo wangu kwaizokuvigirai zororo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndingadai ndichikusimbaradzai namazwi omuromo wangu ndichikunyaradzai zvisina mugumo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ndingadai ndaikusimbisai nomuromo wangu, Nokuvaraidza kwemiromo yangu kwaikuremudzai.
Shona 2009?
Asi ndingadai ndaikusimbisai nomuromo wangu, Nokuvaraidza kwemiromo yangu kwaikuremudzai.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ndingadai ndaikusimbisai nomuromo wangu, Nokuvaraidza kwemiromo yangu kwaikuremudzai.