Job 16:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi makandiɓata nesimba, ndiɀo ɀinondipupurira; Kuwonda kwaŋgu kunondimukira, Kunondipupurira ɀakaipa pacena.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makandisunga ini, uye zvava chapupu; kuonda kunondimukira uye kunondipupurira zvakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makaita kuti ndiperezeke muviri kuonda kwangu ndicho chapupu changu chinonongedza kwandiri mhosva yangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi makandibata nesimba, ndizvo zvinondipupurira; Kuonda kwangu kunondimukira, Kunondipupurira zvakaipa pachena.
Shona 2009?
imwi makandibata nesimba, ndizvo zvinondipupurira; Kuonda kwangu kunondimukira, Kunondipupurira zvakaipa pachena.
Shona SUB 2002 Bible
Imi makandibata nesimba, ndizvo zvinondipupurira; Kuonda kwangu kunondimukira, Kunondipupurira zvakaipa pachena.