Job 17:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi imi mose dzokai, muʋuye ɀino; Nokuti handiŋgawani munhu wakaŋgwara pakati penyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi uyai, imi mose, edzaizve! Handingawani munhu akangwara pakati penyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino chidzokai zvakare mundivinge, mose zvenyu asi pakati penyu, munhu anoungwaru handimbomuwana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi imi mose dzokai, muuye zvino; Nokuti handingawani munhu akangwara pakati penyu.
Shona 2009?
Asi imwi mose dzokai, muuye zvino; Nokuti handingawani munhu akangwara pakati penyu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi imi mose dzokai, muuye zvino; Nokuti handingawani munhu akangwara pakati penyu.