Job 17:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndinetariro, Sheori ndiyo imba yaŋgu; Ndakawadza nhoʋo yaŋgu murima;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana musha wandinotarisira uri guva chete, kana ndikawaridzira mubhedha wangu murima,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana chido changu kuri kuita nzvimbo yavafi musha wangu, kana rima riri iro randinoita uriri hwandinorara,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ndine tariro, Sheori ndiyo imba yangu; Ndakawadza nhovo yangu murima;
Shona 2009?
Kana ndine tariro, Sheori ndiyo imba yangu; Ndakawadza nhovo yangu murima;
Shona SUB 2002 Bible
Kana ndine tariro, Sheori ndiyo imba yangu; Ndakawadza nhovo yangu murima;