Job 17:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakati kubgiro: Ndiwe ɓaɓa ʋaŋgu; Nokuhonye: Ndiwe mai ʋaŋgu nehanɀadzi yaŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana ndikati kukuora, ‘Ndiwe baba vangu,’ nokuhonye ndikati, ‘Ndiwe mai vangu’ kana ‘Hanzvadzi yangu,’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndava kutoti kuguva ndivo baba vangu, kuhonye ndichiti ndimi amai vangu nehanzvadzi yangu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakati kuhwiro, “Ndiwe baba vangu;” Nokuhonye, “Ndiwe mai vangu nehanzvadzi yangu;”
Shona 2009?
Ndakati kuhwiro, "Ndiwe baba vangu;" Nokuhonye, "Ndiwe mai vangu nehanzvadzi yangu;"
Shona SUB 2002 Bible
Ndakati kuhwiro, “Ndiwe baba vangu;” Nokuhonye, “Ndiwe mai vangu nehanzvadzi yangu;”