Job 17:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, ʋanondiseka ʋaneni; Ziso raŋgu rinoramba riciʋona kutsamŋa kwaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo vaseki vakandipoteredza; meso angu anofanira kuramba akatarisa kutsamwa kwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vanongoramba vaneni kwazvo, ini ndinoramba ndakatarisa zvangu kubaya mwoyo kwavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, vanondiseka vaneni; Ziso rangu rinoramba richiona kutsamwa kwavo.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, vanondiseka vaneni; Ziso rangu rinoramba richiona kutsamwa kwavo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, vanondiseka vaneni; Ziso rangu rinoramba richiona kutsamwa kwavo.