Job 17:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti makaʋanzira mŋoyo yaʋo kunzwisisa; Naiɀoɀo hamuŋgaʋakudzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makapofumadza ndangariro dzavo pakunzwisisa; naizvozvo hamungavatenderi kukunda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti makavaputira pfungwa dzokunzwisisa, saka musavarege vachikunda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti makavanzira mwoyo yavo kunzwisisa; Naizvozvo hamungavakudzi.
Shona 2009?
Nokuti makavanzira moyo yavo kunzwisisa; Naizvozvo hamungavakudzi.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti makavanzira mwoyo yavo kunzwisisa; Naizvozvo hamungavakudzi.