Job 17:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋakarurama ʋacakanuka naɀo, Usinemhaka ucamukira ʋasiŋgaɗi Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vakarurama vanokatyamadzwa nazvo; vasina mhaka vachamukira vasingadi Mwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu ari pachokwadi zvinomukatyamadza vakanaka vanobva vashatirwa navakan'ora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vakarurama vachakanuka nazvo, Asine mhaka achamukira vasingadi Mwari.
Shona 2009?
Vanhu vakarurama vachakanuka nazvo, Asine mhaka achamukira vasingadi Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vakarurama vachakanuka nazvo, Asine mhaka achamukira vasingadi Mwari.