Job 17:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro wakarurama ucarambira panzira yake, Ʋuye unamaʋoko akanaka ucaramba acisimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro, vakarurama vachabatirira panzira dzavo, uye vana maoko akachena vachanyanya kusimba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mururami anoramba akangoti kwati kwati namaitiro ake ana maoko akachena anoramba achingosimbarara chete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro akarurama acharambira panzira yake, Uye ana maoko akanaka acharamba achisimba.
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro wakarurama acharambira panzira yake, Uye ana maoko akanaka acharamba achisimba.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro akarurama acharambira panzira yake, Uye ana maoko akanaka acharamba achisimba.