Job 18:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoʋanzirwa ciswe muvu, Nomuraʋu panzira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chishwe chakavanzwa muvhu nokuda kwake; musungo wakaradzikwa munzira yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musungo wakamuvanzirwa muvhu, hunza inenge yakavigwa panzira yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anovanzirwa chiswe muvhu, Nomurau panzira.
Shona 2009?
Anovanzirwa chishwe muvhu, Nomurau panzira.
Shona SUB 2002 Bible
Anovanzirwa chiswe muvhu, Nomurau panzira.