Job 18:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Simba rake ricarumŋa nenzara, Njodzi icamugarira parutiʋi rwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pfumvu inomudokwairira; njodzi yakamugaririra paanowa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Nzara ndiyo ichamupedza simba nyatwa ichava parutivi pake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Simba rake richarumwa nenzara. Njodzi ichamugarira parutivi rwake.
Shona 2009?
Simba rake richarumwa nenzara. Njodzi ichamugarira parutivi rwake.
Shona SUB 2002 Bible
Simba rake richarumwa nenzara. Njodzi ichamugarira parutivi rwake.