Job 18:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucadzurwa patente rake raaiʋimba naro; Ucaiswa kunamambo unotyisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anodzurwa kubva patende raanovimba naro agoendeswa kuna mambo anotyisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achamwaurwa kubva mutendhe yaanovimba nayo agozvuzvurudzirwa kuna mambo wokutyisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchadzurwa patende rake raaivimba naro; Uchaiswa kuna mambo anotyisa.
Shona 2009?
Uchadzurwa patende rake raaivimba naro; Uchaiswa kuna mambo anotyisa.
Shona SUB 2002 Bible
Uchadzurwa patende rake raaivimba naro; Uchaiswa kuna mambo anotyisa.