Job 18:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haaŋgaʋi nomŋanakomana kana muzukuru pakati paʋanhu ʋake, Kana mumŋe wakasara, paakaŋga agere ari mutorwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haana mwana kana chizvarwa chinotevera pakati pavanhu vokwake, hakuna akasara kwaaimbogara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Haachazovi nomwana kana muzukuru zvake pakati pavanhu vokwake, kana mumwe anoraramawo paaigara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haangavi nomwanakomana kana muzukuru pakati pavanhu vake, Kana mumwe akasara, paakanga agere ari mutorwa.
Shona 2009?
Haangavi nomwanakomana kana muzukuru pakati pavanhu vake, Kana mumwe akasara, paakanga agere ari mutorwa.
Shona SUB 2002 Bible
Haangavi nomwanakomana kana muzukuru pakati pavanhu vake, Kana mumwe akasara, paakanga agere ari mutorwa.