Job 18:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe unoɀibvarura nokutsamŋa kwako, Nyika iŋgarashwa nokuɗa kwako kanhi? Kana ɗombo riŋgabviswa panɀimbo yaro here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iyemi munozvibvamburanya mukutsamwa kwenyu, ko, nyika ingasiyiwa nokuda kwenyu here? Kana matombo angafanira kubviswa panzvimbo yawo here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvibvarure zvako kana uchida kunyange ukashatirwa zvako ukadii, nyika haisanduki ikava gwenga, mabwe haambobva panzvimbo pawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe unozvibvarura nokutsamwa kwako, Nyika ingarashwa nokuda kwako kanhi? Kana dombo ringabviswa panzvimbo yaro here?
Shona 2009?
Iwe unozvibvarura nokutsamwa kwako, Nyika ingarashwa nokuda kwako kanhi? Kana dombo ringabviswa panzvimbo yaro here?
Shona SUB 2002 Bible
Iwe unozvibvarura nokutsamwa kwako, Nyika ingarashwa nokuda kwako kanhi? Kana dombo ringabviswa panzvimbo yaro here?