Job 19:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakandimutsira ʋo kutsamŋa kwake, Akati ndiri mumŋe waʋadziʋisi ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutsamwa kwake kunopfuta pamusoro pangu; anondiverenga pakati pavavengi vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anondivirukira nehasha achinditora semuvengi wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akandimutsirawo kutsamwa kwake, Akati ndiri mumwe wavadzivisi vake.
Shona 2009?
Akandimutsirawo kutsamwa kwake, Akati ndiri mumwe wavadzivisi vake.
Shona SUB 2002 Bible
Akandimutsirawo kutsamwa kwake, Akati ndiri mumwe wavadzivisi vake.