Job 19:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mucatambudza mŋeya waŋgu kuȿikira riniko, Nokundipxanya namashoko enyu here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mucharamba muchinditambudza nokundipwanya namashoko kusvikira riiniko?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kusvikira riniko chokwadi muchindirwadzisa kudai nokundisakadza namazwi kudai?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Muchatambudza mweya wangu kusvikira riniko, Nokundipwanya namashoko enyu here?
Shona 2009?
"Muchatambudza mweya wangu kusvikira rinhiko, Nokundipwanya namashoko enyu here?
Shona SUB 2002 Bible
“Muchatambudza mweya wangu kusvikira rinhiko, Nokundipwanya namashoko enyu here?