Job 19:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Fupa raŋgu rinonamatira ganda raŋgu nenyama yaŋgu, Ndasiyirwa ganda rameno aŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handisati ndichiri chinhu asi ndangova hangu ganda; ndangopunyuka namatadza amazino angu chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mapfupa angu aomererana neganda; aomererana nenyama yangu. Ndichatopona napaburi retsono chaipo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pfupa rangu rinonamatira ganda rangu nenyama yangu, Ndasiyirwa ganda rameno angu.
Shona 2009?
Pfupa rangu rinonamatira ganda rangu nenyama yangu, Ndasiyirwa ganda rameno angu.
Shona SUB 2002 Bible
Pfupa rangu rinonamatira ganda rangu nenyama yangu, Ndasiyirwa ganda rameno angu.