Job 19:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, ɗayi mashoko aŋgu ainyorwa ɀino, Haiwa, ɗayi ainyorwa pabuku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Haiwa, dai mashoko angu ainyorwa hawo, dai ainyorwa hawo pabhuku,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Dai mazwi angu angonyorwawo, adhindwa zvawo mubhuku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa, dai mashoko angu ainyorwa zvino, Haiwa, dai ainyorwa pabhuku.
Shona 2009?
Haiwa, dai mashoko angu ainyorwa zvino, Haiwa, dai ainyorwa pabhuku.
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa, dai mashoko angu ainyorwa zvino, Haiwa, dai ainyorwa pabhuku.