Job 19:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndinoziʋa kuti Mudzikinuri waŋgu mupenyu, Ʋuye kuti pakupedzisira ucasimuka panyika;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoziva kuti mudzikinuri wangu mupenyu, uye kuti pakupedzisira achamira pamusoro penyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndinoziva kuti mununuri wangu mupenyu pakuguma achamira pamusoro payo nyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ndinoziva kuti Mudzikinuri wangu mupenyu, Uye kuti pakupedzisira uchasimuka panyika;
Shona 2009?
Asi ndinoziva kuti Mudzikunuri wangu mupenyu, Uye kuti pakupedzisira uchasimuka panyika;
Shona SUB 2002 Bible
Asi ndinoziva kuti Mudzikinuri wangu mupenyu, Uye kuti pakupedzisira uchasimuka panyika;