Job 19:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicamuʋona ari kurutiʋi rwaŋgu; Meso aŋgu acaʋona, asati ari omutorwa; Itȿo dzaŋgu dzapera mukati maŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ini pachangu ndichamuona nameso angu pachangu, iyeni kwete mumwe. Haiwa mwoyo wangu unopanga sei mukati mangu!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Wandinozvionera iyeni, ndichamuona pachangu namaziso angu kwete mumwe. Mukati mangu umu ndapera nokuzvisuwira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichamuona ari kurutivi rwangu; Meso angu achaona, asati ari omutorwa; Itsvo dzangu dzapera mukati mangu.
Shona 2009?
Ndichamuona ari kurutivi rwangu; Meso angu achaona, asati ari omutorwa; Itsvo dzangu dzapera mukati mangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichamuona ari kurutivi rwangu; Meso angu achaona, asati ari omutorwa; Itsvo dzangu dzapera mukati mangu.