Job 19:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana muciti: Ticamutambudza sei! Mudzi wemhoȿa ɀauri mukati maŋgu!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana muchiti, ‘Haiwa tichamutambudza sei, sezvo mudzi wenhamo uri maari,’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti imi munoti tingamutambudze sei mhosva tingaiwane sei maari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana muchiti, ‘Tichamutambudza sei!’ Mudzi wemhosva zvauri mukati make!
Shona 2009?
Kana muchiti, `Tichamutambudza sei!' Mudzi wemhosva zvauri mukati make!
Shona SUB 2002 Bible
Kana muchiti, ‘Tichamutambudza sei!’ Mudzi wemhosva zvauri mukati make!