Job 19:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ityai munondo; Nokuti kutsamŋa kucarobga nomunondo, Kuti muziʋe kuti kutoŋga kuri’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
munofanira kutya munondo imi pachenyu, nokuti hasha dzichauyisa kurangwa nomunondo, ipapo muchaziva kuti pano kutongwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munofanira kutya bakatwa rakakutarisai nokuti hasha dzinounza kuranga kwebakatwa kuti muzive kuti kutongwa kuripo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ityai munondo; Nokuti kutsamwa kucharohwa nomunondo, Kuti muzive kuti kutonga kuripo.”
Shona 2009?
Ityai munondo; Nokuti kutsamwa kucharohwa nomunondo, Kuti muzive kuti kutonga kuripo."
Shona SUB 2002 Bible
Ityai munondo; Nokuti kutsamwa kucharohwa nomunondo, Kuti muzive kuti kutonga kuripo.”