Job 19:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ziʋai ɀino kuti ndiye Mŋari usinakundiruramisira, Akandikomberedza nomumbure wake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvino muzive imi kuti Mwari akandikanganisira uye akakundikomberedza nomumbure wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mochizviziva kuti Mwari ndiye akandipiya akandimbundira namambure ake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zivai zvino kuti ndiye Mwari asina kundiruramisa, Akandikomberedza nomumbure wake;
Shona 2009?
Zivai zvino kuti ndiye Mwari asina kundiruramisa, Akandikomberedza nomumbure wake;
Shona SUB 2002 Bible
Zivai zvino kuti ndiye Mwari asina kundiruramisa, Akandikomberedza nomumbure wake;